Oliver Mtukudzi – Kunze Kwadoka
Get this song from Oliver Mtukudzi titled Kunze Kwadoka
The song “Kunze Kwadoka” is an impressive song that will worth a place in your playlist.
Use the link below to stream and download Kunze Kwadoka by Oliver Mtukudzi.
Download Music Here
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Perekedza mwana, zuva ravira, kunze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira; kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza Sheri
iyo, zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza bhebhi iro, zuva ravira kunze kwadoka
Mai vanoti, “Mwana wangu wanga uripiko, zuva ravira, kunze kwadoka?”
Mai vanoti, “Mwana wangu wanga unaniko, zuva ravira, kunze kwadoka?”
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu, zuva ravira kunze kwadoka
Ndambakuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka
Ndambakuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu, zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani? Zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga unani? Uripi? Zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani? Zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga unani? Uripi? Zuva ravira kunze kwadoka