Welcome to DivineFlaver

VIDEOS | SCHOLASRHIPS | FOREIGN | MIXTAPES

LIKE TO UPLOAD YOUR SONG? CLICK HERE!

                 

Oliver Mtukudzi – Mabasa

Posted by: || Categories: Africa, Music


 

Get this song from Oliver Mtukudzi titled Mabasa

The song Mabasa is an impressive song that will worth a place in your playlist.

Use the link below to stream and download Mabasa by Oliver Mtukudzi.

Download Music Here

Lyrics for Mabasa by Oliver Mtukudzi

Hayiwa hayiwa yiwaHoyiwa hayiwa yiwaNdozwiwudza ani koKuti kwaita mabasa pano
Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasaNdozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)Kwaita mabasa kunoAyiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)
Misodzi yapera apana vachachemaZwakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)Iko kubata mawoko akuchina chiremereraKwafumuka uko zwichabatsirei ko (kwafumuka)Awuzi wuchengeri kusara taka rarama varumeKana kurikungwara uko tichavigwa naniko (nani)
Ah ha ndozwiwudza ani koKuti kwaita mabasa pano
Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasaNdozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)(kwaita mabasa kuno)Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)
Misodzi yapera apana vachachemaZwakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)Iko kubata mawoko akuchina chiremereraKwafumuka uko zwichabatsirei ko (kwafumuka)Awuzi wuchengeri kusara taka rarama varumeKana kurikungwara isu (tichavigwa naniko)
Achachema mumwe ndianiAchanyaradza mumwe ndianiAchabata mawoko mumwe ndiani(iwe wafirwa neni ndafirwa)
Zwino achachema mumwe ndiani koVakuru we
Firo yavapo makore anoKana ndiyo mhedzisiro yenyika
Achachema mumwe ndiyaniAchanyaradza mumwe ndiyaniAchabata mawoko mumwe ndiyaniNai vakuruwe vakuru weHo vakuruwe vakuru weInga paita mabasa pano
Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasaNdozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)Vakuru we (kwaita mabasa kuno)Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)
Pwere dzotungamiraMushandi otungamiraKusare chembere ne harawa
Zwino achaviga mumwe ndiyaniAchabata mawoko mumwe ndiyaniAchachema mumwe ndiyaniIwe wafirwa neni ndafirwa
Zwino achachema mumwe ndiani koNai vakuruwe bakuru weHo vakuruwe vakuru weNai vakuruwe vakuru weInga paita mabasa pano
Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasaNdozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)Vakuru we (kwaita mabasa kuno)Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)
Misodzi yapera apana vachachemaZwakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)Iko kubata mawoko akuchina chiremereraKwafumuka uko zwichayamburei ko (kwafumuka)Awuzi wuchengeri kusara taka rarama varumeKana kurikungwara isu tichavigwa naniko (nani)
Ndozwiwudza ani koKuti kwaita mabasa pano
Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasaKufukudzika vakuru weKwaita mabasa kunoKwaita mabasa
Kwaita mabasaKwaita mabasaKwaita mabasa


UPLOAD YOUR SONG HERE


 

Leave a comment

Enter Your Name (Optional)

Enter Comment Below




ABOUT US |  CONTACT US |  CONTENT REMOVAL(DMCA) | DISCLAIMER |  TERMS OF USE |  PRIVACY POLICY |  REQUEST SONG
Theme by DivineFlaver
Copyright © 2024 DivineFlaver.com All Rights Reserved