Welcome to DivineFlaver

VIDEOS | SCHOLASRHIPS | FOREIGN | MIXTAPES

LIKE TO UPLOAD YOUR SONG? CLICK HERE!

                 

Oliver Mtukudzi – Kunze Kwadoka

Posted by: || Categories: Africa, Music


 

Get this song from Oliver Mtukudzi titled Kunze Kwadoka

The song Kunze Kwadoka is an impressive song that will worth a place in your playlist.

Use the link below to stream and download Kunze Kwadoka by Oliver Mtukudzi.

Download Music Here

Lyrics for Kunze Kwadoka by Oliver Mtukudzi

Nhai mwana wanga uripi? Unani?Nhai mwana wanga unani? Uripi?Nhai mwana wanga uripi? Unani?Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Perekedza mwana, zuva ravira, kunze kwadokaPerekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira; kunze kwadokaPerekedza mwanasikana, perekedza Sheri iyo, zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani?Nhai mwana wanga unani? Uripi?Nhai mwana wanga uripi? Unani?Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira kunze kwadokaPerekedza mwanasikana, perekedza bhebhi iro, zuva ravira kunze kwadokaMai vanoti, “Mwana wangu wanga uripiko, zuva ravira, kunze kwadoka?”Mai vanoti, “Mwana wangu wanga unaniko, zuva ravira, kunze kwadoka?”Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira kunze kwadokaPerekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu, zuva ravira kunze kwadoka
Ndambakuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadokaNdambakuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadokaPerekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira kunze kwadokaPerekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu, zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani? Zuva ravira kunze kwadokaNhai mwana wanga unani? Uripi? Zuva ravira kunze kwadokaNhai mwana wanga uripi? Unani? Zuva ravira kunze kwadokaNhai mwana wanga unani? Uripi? Zuva ravira kunze kwadoka


UPLOAD YOUR SONG HERE


 

Leave a comment

Enter Your Name (Optional)

Enter Comment Below




ABOUT US |  CONTACT US |  CONTENT REMOVAL(DMCA) | DISCLAIMER |  TERMS OF USE |  PRIVACY POLICY |  REQUEST SONG
Theme by DivineFlaver
Copyright © 2024 DivineFlaver.com All Rights Reserved