Welcome to DivineFlaver

VIDEOS | SCHOLASRHIPS | FOREIGN | MIXTAPES

LIKE TO UPLOAD YOUR SONG? CLICK HERE!

                 

Oliver Mtukudzi – Chiri Nani

Posted by: || Categories: Africa, Music


 

Get this song from Oliver Mtukudzi titled Chiri Nani

The song Chiri Nani is an impressive song that will worth a place in your playlist.

Use the link below to stream and download Chiri Nani by Oliver Mtukudzi.

Download Music Here

Lyrics for Chiri Nani by Oliver Mtukudzi

Wotokumbira muridzi mununguna (kumbira)Ungatokumbira varidzi chete (kumbira)
Kuvima masango anoruraUnotokumbira muridzi mununguna (kumbira)Kuvima masango anorura ayaUnotokumbira muridzi ega (kumbira)
Wotokumbira muridzi (kumbira)Unotokumbira varidzi muzukuru (kumbira)
Kuvima masango anorura ayaUnotokumbira muridzi muzukuru (kumbira)Kuvima masango anorura iweUnotokumbira muridzi wega (kumbira)
Michero yesango unotokumbira muridzi mununguna (kumbira)Mhuka dzesango unotokumbira muridzi hona (kumbira)
He chiro nechiro (aiwa ndechangu)Aripano anoti (mwana dewangu)Neasina kuwanikwa hundzi (murume ndewangu)Hapana chisina muridzi (kumbira)
Ho chirinani kupinda chimwe chii ko (chirinani kupinda chimwe)Hakuna chisiko chirinani chirinani kupinda chimwe (chirinani kupinda chimwe)Ehe chirinani chirinani kupinda chimwe chii ko (chirinani kupinda chimwe)Maiwe chirinani chirinani kupinda chimwe akuna ba (chirinani kupinda chimwe)
Hakuna chisiko chirinani chirinani kupinda chimwe (chirinani kupinda chimwe)Hakuna chisiko chirinani chirinani kupinda chimwe (chirinani kupinda chimwe)Ehe chirinani chirinani kupinda chimwe chii ko (chirinani kupinda chimwe)Maiwe chirinani chirinani kupinda chimwe akuna ba (chirinani kupinda chimwe)
Ho ho ho ho ho ho ho ho ….Unokuwara iwe
Chaviringa ndoenda ini ndorova maiwe ndoenda iniChaviringa ini ndoenda ndinenge gwendeChaviringa ndoenda ini ndorova hoiwe kumusha weChaviringa ini ndoenda ndinenge gwende
Chaviringa ndenda hunondoro we hunondoro we hunondoroChaviringa ini ndoenda ndinenge gwende iniChaviringa ndenda hunondoro we hunondoro we hunondoroChaviringa ini ndoenda ndinenge gwende
Ndinenge gwende ndinenge gwendeNdinenge gwende ndinenge gwendeNdinenge gwende ndinenge gwende ndinenge gwendeNdinenge gwende ndinenge gwende
Hutsike gwende hunenge gwende hunenge gwendeNdinenge gwende ndinenge gwendeHutsike gwende hunenge gwende hunenge gwendeNdinenge gwende ndinenge gwende
Ho doenda (pahurwendo)Pahurwendo (pahurwendo)Ini doenda (pahurwendo gerengende)
Avava pahurwendo pahurwendo pahurwendoIni doenda (pahurwendo gerengende)Avava pahurwendo pahurwendo pahurwendoIni doenda (pahurwendo gerengende)


UPLOAD YOUR SONG HERE


 

Leave a comment

Enter Your Name (Optional)

Enter Comment Below




ABOUT US |  CONTACT US |  CONTENT REMOVAL(DMCA) | DISCLAIMER |  TERMS OF USE |  PRIVACY POLICY |  REQUEST SONG
Theme by DivineFlaver
Copyright © 2024 DivineFlaver.com All Rights Reserved